Genesisi 28:14 BDMCS

14 Zvizvarwa zvako zvichaita seguruva renyika, uye muchapararira kubva kumavirira kusvikira kumabvazuva, kumusoro nezasi. Marudzi ose apanyika acharopafadzwa kubudikidza navana vako.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:14 akapoteredza