Genesisi 28:15 BDMCS

15 Ndinewe uye ndichakuchengeta kwose kwaunoenda, uye ndichakudzosazve munyika ino. Handingakusiyi kusvikira ndaita zvandakavimbisa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 28

Maonero Genesisi 28:15 akapoteredza