Genesisi 29:32 BDMCS

32 Rea akava nemimba uye akabereka mwanakomana. Akamutumidza zita rokuti Rubheni, nokuti akati, “Jehovha akaona kutambudzika kwangu. Zvirokwazvo murume wangu achandida zvino.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:32 akapoteredza