Genesisi 29:33 BDMCS

33 Akabatazve pamwe pamuviri, uye akati abereka mwanakomana, akati, “Nokuti Jehovha akanzwa kuti handidikanwi, akandipa uyuzve.” Saka akamutumidza kuti Simeoni.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:33 akapoteredza