Genesisi 29:34 BDMCS

34 Akabatazve pamwe pamuviri uye akati abereka mwanakomana, akati, “Zvino pakupedzisira murume wangu achabatanidzwa neni, nokuti, ndamuberekera vanakomana vatatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Revhi.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29

Maonero Genesisi 29:34 akapoteredza