35 Akabatazve pamwe pamuviri uye paakabereka mwanakomana, akati, “Nguva ino ndicharumbidza Jehovha.” Saka akamutumidza zita rokuti Judha. Ipapo akaguma kubereka vana.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 29
Maonero Genesisi 29:35 akapoteredza