Genesisi 3:11 BDMCS

11 Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:11 akapoteredza