Genesisi 3:12 BDMCS

12 Murume akati, “Mukadzi wamakandipa kuno kuti ave neni, ndiye andipa mumwe muchero womuti, uye ini ndikadya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:12 akapoteredza