Genesisi 3:13 BDMCS

13 Ipapo Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko ichi chawaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yandinyengera, ndikadya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 3

Maonero Genesisi 3:13 akapoteredza