Genesisi 30:32 BDMCS

32 Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi uye nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:32 akapoteredza