Genesisi 30:33 BDMCS

33 Uye kutendeka kwangu kuchandipupurira pane ramangwana rangu, pose pamunenge muchizoona mubayiro wangu wamakandipa. Mbudzi ipi zvayo yandinayo inenge isina mavara kana gwapa, kana gwayana ripi zvaro rinenge risina kusviba, zvichanzi zvakabiwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 30

Maonero Genesisi 30:33 akapoteredza