Genesisi 31:34 BDMCS

34 Zvino Rakeri akanga atora vamwari vomuimba yababa vake akavaisa pasi pechigaro chengamera yake uye akanga agere pamusoro pazvo. Rabhani akatsvaka pakati pezvinhu zvose mutende asi haana kuwana chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:34 akapoteredza