Genesisi 31:35 BDMCS

35 Rakeri akati kuna baba vake, “Regai henyu kutsamwa, ishe wangu, kuti handigoni kusimuka pamberi penyu; ndiri pamutowo wavakadzi.” Saka akatsvaka asi haana kuwana vamwari veimba yake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:35 akapoteredza