Genesisi 31:50 BDMCS

50 Kana ukabata vanasikana vangu zvakaipa kana kutora vamwe vakadzi kunze kwevanasikana vangu, kunyange dai mumwe munhu akasava nesu, rangarira kuti Mwari ndiye chapupu pakati pako neni.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:50 akapoteredza