Genesisi 31:51 BDMCS

51 Rabhani akatiwo kuna Jakobho, “Hoyu murwi uyu, uye heyi mbiru yandamisa iyi pakati pako neni.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:51 akapoteredza