Genesisi 31:52 BDMCS

52 Murwi uyu ndiwo chapupu uye mbiru iyi ndiyo chapupu, kuti handizopfuuri murwi uno ndichiuya kwauri kuti ndizokukuvadza uye kuti iwe hauzopfuuri murwi uno nembiru uchiuya kurutivi rwangu kuti uzondikuvadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:52 akapoteredza