Genesisi 31:53 BDMCS

53 Mwari waAbhurahama naMwari waNahori, iye Mwari wababa vavo, ngaatonge pakati pedu.”Saka Jakobho akaita mhiko muzita raiye aityiwa nababa vake Isaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 31

Maonero Genesisi 31:53 akapoteredza