Genesisi 32:10 BDMCS

10 ini handina kufanirwa nenyasha dzenyu dzose idzi uye nokutendeka kwamakaratidza muranda wenyu. Ndakanga ndichingova netsvimbo yangu bedzi pandakayambuka Jorodhani urwu, asi zvino ndava mapoka maviri.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 32

Maonero Genesisi 32:10 akapoteredza