Genesisi 32:9 BDMCS

9 Ipapo Jakobho akanyengetera akati, “Haiwa Mwari wababa vangu Abhurahama, Mwari wababa vangu Isaka, imi Jehovha makati kwandiri, ‘Dzokera kunyika yokwako nokuhama dzako, uye ndichaita kuti ubudirire,’

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 32

Maonero Genesisi 32:9 akapoteredza