Genesisi 32:6 BDMCS

6 Nhume dzakati dzadzoka kuna Jakobho, dzakati kwaari, “Takaenda kumukoma wenyu Esau, uye ari kuuya zvino kuzosangana nemi, uye ana varume mazana mana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 32

Maonero Genesisi 32:6 akapoteredza