Genesisi 33:14 BDMCS

14 Saka ishe wangu ngaatungamire hake mberi kwomuranda wake, ini ndichifamba hangu zvishoma zvishoma nenhambwe dzinoenderana nezvipfuwo zviri mberi kwangu, uyewo zvinoenderana navana, kudzamara ndasvika kuna she wangu kuSeiri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 33

Maonero Genesisi 33:14 akapoteredza