Genesisi 33:15 BDMCS

15 Esau akati, “Zvino chirega ndisiye vamwe vanhu vangu newe.”Jakobho akabvunza akati, “Asi mungaitireiko izvozvo? Regai ndiwane nyasha pamberi pashe wangu bedzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 33

Maonero Genesisi 33:15 akapoteredza