Genesisi 35:17 BDMCS

17 Uye paakanga achitambudzika zvikuru pakupona mwana, mbuya vaimuchengeta vakati kwaari, “Usatya, nokuti uno mumwe mwanakomana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 35

Maonero Genesisi 35:17 akapoteredza