Genesisi 35:18 BDMCS

18 Paakabudisa mweya wake, nokuti akanga ofa, akatumidza mwanakomana wake zita rokuti BheniOni. Asi baba vake vakamutumidza zita rokuti Bhenjamini.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 35

Maonero Genesisi 35:18 akapoteredza