26 Vanakomana vaZiripa murandakadzi waRea vaiva: Gadhi naAsheri. Ava ndivo vanakomana vaJakobho, vaakabereka muPadhani Aramu.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 35
Maonero Genesisi 35:26 akapoteredza