Genesisi 35:27 BDMCS

27 Jakobho akasvika kumusha kuna baba vake Isaka paMamure, pedyo neKiriati Abha (ndiro Hebhuroni), uko kwakambogara Abhurahama naIsaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 35

Maonero Genesisi 35:27 akapoteredza