Genesisi 37:32 BDMCS

32 Vakatora nguo iya yakaisvonaka vakaenda nayo kuna baba vavo vakati, “Takanonga ichi. Cherechedzai muone kana ingava nguo yomwanakomana wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:32 akapoteredza