Genesisi 37:33 BDMCS

33 Iye akaiziva uye akati, “Inguo yomwanakomana wangu! Zvimwe zvikara zvesango zvamudya. Zvirokwazvo Josefa akabvamburwa-bvamburwa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:33 akapoteredza