Genesisi 37:34 BDMCS

34 Ipapo Jakobho akabvarura nguo dzake, akapfeka nguo dzamasaga uye akachema mwanakomana wake kwamazuva mazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:34 akapoteredza