Genesisi 37:35 BDMCS

35 Vanakomana vake navanasikana vake vose vakauya kuzomunyaradza, asi akaramba kunyaradzwa. Akati, “Kwete, ndichaburuka kuguva ndichichema mwanakomana wangu.” Saka baba vake vakamuchema.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 37

Maonero Genesisi 37:35 akapoteredza