Genesisi 38:15 BDMCS

15 Judha akati amuona, akafunga kuti chifeve, nokuti akanga akafukidza uso hwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:15 akapoteredza