Genesisi 38:16 BDMCS

16 Asingazivi kuti akanga ari muroora wake, akaenda kwaari parutivi rwenzira akati, “Uya zvino, rega ndivate newe.” Iye akati, “Unozondipei kuti ndivate newe?”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:16 akapoteredza