Genesisi 38:20 BDMCS

20 Zvichakadaro, Judha akatuma shamwari yake muAdhuramu nembudzana iya kuitira kuti chitsidzo chake chidzoswe kwaari kubva kumukadzi uya, asi haana kumuwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:20 akapoteredza