Genesisi 38:21 BDMCS

21 Akabvunza varume vaigara ikoko akati, “Chiripiko chifeve chaigara parutuvi rwenzira yeEnaimi?” Ivo vakati, “Hapana kumbova nechifeve pano.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:21 akapoteredza