Genesisi 38:22 BDMCS

22 Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:22 akapoteredza