Genesisi 38:24 BDMCS

24 Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:24 akapoteredza