Genesisi 38:25 BDMCS

25 Zvino paakanga achibudiswa, akatumira shoko kuna vatezvara vake akati, “Ndine mimba yomuridzi wezvinhu izvi.” Uye akatizve, “Onai kana mungaziva mwene wemhete yechisimbiso iyi norutambo rwayo, netsvimbo iyi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:25 akapoteredza