Genesisi 38:26 BDMCS

26 Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:26 akapoteredza