Genesisi 38:8 BDMCS

8 Ipapo Judha akati kuna Onani, “Vata nomukadzi womukoma wako uye umuitire zvawakafanira kuita kwaari somunun'una, kuti uberekere mukoma wako vana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:8 akapoteredza