Genesisi 38:9 BDMCS

9 Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 38

Maonero Genesisi 38:9 akapoteredza