7 Saka akabvunza varanda vaFaro vakanga vari muchitokisi naye mumba matenzi wake akati, “Seiko nhasi zviso zvenyu zvichipunyaira kudai?”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 40
Maonero Genesisi 40:7 akapoteredza