Genesisi 40:8 BDMCS

8 Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 40

Maonero Genesisi 40:8 akapoteredza