14 Saka Faro akatuma vanhu kuna Josefa, uye akakurumidza kubudiswa mugomba. Akati aveurwa musoro uye apfeka dzimwe nguo, akauya pamberi paFaro.
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:14 akapoteredza