Genesisi 41:15 BDMCS

15 Faro akati kuna Josefa, “Ndakarota hope, uye hakuna munhu akagona kudzidudzira. Asi ndanzwa zvarehwa nezvako kuti paunonzwa kurota uku, unogona kukududzira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41

Maonero Genesisi 41:15 akapoteredza