Genesisi 41:35 BDMCS

35 Vanofanira kuunganidza zvokudya zvose zvamakore aya akanaka ari kuuya uye vagochengeta zviyo pasi pesimba raFaro, zvinofanira kuchengetwa kuti zvizove zvokudya.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41

Maonero Genesisi 41:35 akapoteredza