36 Zvokudya izvi zvinofanira kuchengeterwa nyika, kuti zvigozoshandiswa panguva yamakore manomwe enzara achauya pamusoro peIjipiti, kuitira kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:36 akapoteredza