Genesisi 41:48 BDMCS

48 Josefa akaunganidza zvokudya zvose zvakawanikwa mumakore manomwe aya amaguta muIjipiti akazviunganidza mumaguta. Muguta rimwe nerimwe akaisa zvokudya zvaibva muminda yakapoteredza.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41

Maonero Genesisi 41:48 akapoteredza