52 Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu uye akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.”
Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 41
Maonero Genesisi 41:52 akapoteredza