Genesisi 42:20 BDMCS

20 Asi munofanira kuuya nomunun'una wenyu gotwe kwandiri, kuitira kuti mashoko enyu asimbiswe uye kuti murege kufa.” Izvi vakazviita.

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:20 akapoteredza