Genesisi 42:21 BDMCS

21 Vakataurirana vachiti, “Zvirokwazvo tava kurangwa nokuda kwomunun'una wedu. Takaona kutambudzika kwaakaita paakatikumbira kuti tirege kumuuraya, asi isu hatina kumuteerera; ndokusaka nhamo iyi yauya pamusoro pedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Genesisi 42

Maonero Genesisi 42:21 akapoteredza